11 Iye akati, “Kana munhu akandisunga zvakasimba namabote matsva asati amboshandiswa, ndichava munhu asina simba somumwewo munhu zvake.”
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 16
Maonero Vatongi 16:11 akapoteredza