Vatongi 16:15 BDMCS

15 Ipapo akati kwaari, “Unoti ‘Ndinokuda’ sei iwe usingandiudzi zvakavanzika zvako? Aka kava ketatu uchingondiita benzi uye hauna kutongonditaurira chakavanzika chesimba rako guru.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 16

Maonero Vatongi 16:15 akapoteredza