Vatongi 16:24 BDMCS

24 Vanhu vakati vamuona, vakarumbidza mwari wavo vachiti, “Mwari wedu aisa muvengi wedu mumaoko edu, iye akaparadza nyika yedu akawanza vakaurayiwa vedu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 16

Maonero Vatongi 16:24 akapoteredza