Vatongi 16:9 BDMCS

9 Varume vakavanda mukamuri, akadanidzira kwaari akati, “Samusoni, vaFiristia vasvika.” Asi akadambura tambo zviri nyore sokudambuka kunoita shinda kana yaiswa pedyo nomurazvo womoto. Saka chakavanzika chesimba rake hachina kuzivikanwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 16

Maonero Vatongi 16:9 akapoteredza