Vatongi 17:9 BDMCS

9 Mika akamubvunza akati, “Unobvepiko?” Iye akati, “Ndiri muRevhi anobva kuBheterehema muJudha, uye ndiri kutsvaka nzvimbo yokugara.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 17

Maonero Vatongi 17:9 akapoteredza