Vatongi 18:12 BDMCS

12 Vari munzira yavo vakadzika misasa pedyo neKiriati Jearimi muJudha. Ndokusaka nzvimbo iri kumavirira eKiriati Jearimi ichinzi Mahane Dhani kusvikira zuva ranhasi.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 18

Maonero Vatongi 18:12 akapoteredza