Vatongi 18:3 BDMCS

3 Vakati vava pedyo nemba yaMika, vakaziva inzwi rejaya muRevhi; saka vakatsaukiramo vakamubvunza vachiti, “Ndianiko akakuuyisa kuno? Unobatei pano? Seiko uri pano?”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 18

Maonero Vatongi 18:3 akapoteredza