Vatongi 18:30 BDMCS

30 Ikoko vaDhani vakazvimisira chifananidzo, uye Jonatani mwanakomana waGerishomi, mwanakomana waMozisi, uye vanakomana vake vakava vaprista vorudzi rwaDhani kusvikira panguva youtapwa hwenyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 18

Maonero Vatongi 18:30 akapoteredza