Vatongi 19:27 BDMCS

27 Tenzi wake akati achimuka mangwanani akazarura mukova wemba akabuda panze kuti afambire mberi norwendo rwake, onei hoyo murongo wake avete akawira pasi pamukova wemba, maoko ake ari pachikumbaridzo.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 19

Maonero Vatongi 19:27 akapoteredza