Vatongi 19:30 BDMCS

30 Mumwe nomumwe akazviona akati, “Chinhu chakadai hachina kutongoonekwa kana kuitwa, kubva pazuva rakabuda vaIsraeri muIjipiti. Fungai pamusoro pazvo! Zvicherechedzei! Tiudzei zvokuita!”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 19

Maonero Vatongi 19:30 akapoteredza