Vatongi 2:1 BDMCS

1 Mutumwa waJehovha akakwira achibva kuGirigari akaenda kuBhokimi akati, “Ndakakubudisai kubva muIjipiti uye ndikakutungamirirai munyika yandakapikira madzitateguru enyu. Ndakati, ‘Handichazomboputsi sungano yangu nemi,

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 2

Maonero Vatongi 2:1 akapoteredza