Vatongi 2:14 BDMCS

14 Mukutsamwira kwake vaIsraeri, Jehovha akavaisa mumaoko avapambi avo vakazovapamba. Akavatengesa kuvavengi vavo vakanga vakavapoteredza, avo vavakanga vasisagoni kudzivisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 2

Maonero Vatongi 2:14 akapoteredza