Vatongi 2:7 BDMCS

7 Vanhu vakashumira mazuva ose okurarama kwaJoshua uye napamazuva avakuru vakasara vari vapenyu uye vakanga vaona zvinhu zvikuru zvose zvakanga zvaitirwa Israeri naJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 2

Maonero Vatongi 2:7 akapoteredza