Vatongi 20:18 BDMCS

18 VaIsraeri vakakwira kuBheteri vakandobvunza Mwari. Vakati, “Ndiani wedu achatanga kundorwa navaBhenjamini?” Jehovha akapindura akati, “Judha ndiye achatanga kuenda.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 20

Maonero Vatongi 20:18 akapoteredza