Vatongi 20:23 BDMCS

23 VaIsraeri vakakwira vakandochema pamberi paJehovha kusvikira madekwana, uye vakabvunza Jehovha. Vakati, “Tichakwirazve kundorwa navaBhenjamini, idzo hama dzedu here?” Jehovha akapindura akati, “Kwirai mundorwa navo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 20

Maonero Vatongi 20:23 akapoteredza