Vatongi 20:28 BDMCS

28 Uye Finehasi mwanakomana waEreazari, mwanakomana waAroni, achishumira pamberi payo.) Vakabvunza vakati, “Tichaendazve kundorwa naBhenjamini hama yedu here kana kuti kwete?” Jehovha akati, “Endai, nokuti mangwana ndichavaisa mumaoko enyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 20

Maonero Vatongi 20:28 akapoteredza