Vatongi 20:35 BDMCS

35 Jehovha akakunda Bhenjamini pamberi peIsraeri, uye pazuva iro vaIsraeri vakauraya vaBhenjamini, vose vakanga vakapakata minondo zviuru makumi maviri nezvishanu nezana rimwe chete.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 20

Maonero Vatongi 20:35 akapoteredza