Vatongi 20:37 BDMCS

37 Varume vakanga vakavandira vakapinda muGibhea pakarepo, vakapararira uye vakaparadza guta rose nomunondo.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 20

Maonero Vatongi 20:37 akapoteredza