Vatongi 20:45 BDMCS

45 Vakati vadzoka vakatiza vakananga kurenje kuruware rwaRimoni, vaIsraeri vakauraya varume zviuru zvishanu (mumigwagwa). Vakaramba vachitevera vaBhenjamini kusvikira paGidhomi uye vakaurayazve vamwe zviuru zviviri.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 20

Maonero Vatongi 20:45 akapoteredza