Vatongi 21:12 BDMCS

12 Vakawana pakati pavanhu vaigara muJabheshi Gireadhi mhandara mazana mana vakanga vasina kumbovata navarume, uye vakaenda navo kumusasa paShiro muKenani.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 21

Maonero Vatongi 21:12 akapoteredza