Vatongi 3:10 BDMCS

10 Mweya waJehovha wakauya pamusoro pake kuti ave mutongi weIsraeri uye akaenda kuhondo. Jehovha akaisa KushaniRishataimi mambo wavaAramu mumaoko aOtinieri, akamukunda.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 3

Maonero Vatongi 3:10 akapoteredza