12 VaIsraeri vakaitazve zvakaipa pamberi paJehovha, uye nokuda kwokuti vakaita zvakaipa izvi, Jehovha akapa simba kuna Egironi mambo weMoabhu kuti akunde Israeri.
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 3
Maonero Vatongi 3:12 akapoteredza