Vatongi 3:15 BDMCS

15 VaIsraeri vakachemazve kuna Jehovha, iye akavapa musununguri, Ehudhi murume aiva neziboshwe, mwanakomana waGera muBhenjamini. VaIsraeri vakamutuma nomutero kuna Egironi mambo weMoabhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 3

Maonero Vatongi 3:15 akapoteredza