Vatongi 3:22 BDMCS

22 Kunyange chibato chomunondo chakanyura chichitevera chese, ukandobuda nokumusana kwake. Ehudhi haana kuvhomora munondo, uye mafuta akaputira pamusoro pawo.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 3

Maonero Vatongi 3:22 akapoteredza