31 Shure kwaEhudhi kwakauya Shamuga mwanakomana waAnati, uyo akauraya vaFiristia mazana matanhatu norutanda rwokubaya narwo mombe. Naiyewo akaponesa Israeri.
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 3
Maonero Vatongi 3:31 akapoteredza