Vatongi 3:7 BDMCS

7 VaIsraeri vakaita zvakaipa pamberi paJehovha; vakakanganwa Jehovha Mwari wavo vakashumira vaBhaari navaAshera.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 3

Maonero Vatongi 3:7 akapoteredza