Vatongi 4:16 BDMCS

16 Asi Bharati akatevera ngoro nehondo yaSisera akandosvika kuHarosheti Hagoyimi. Mauto ose aSisera akaurayiwa nomunondo; hapana munhu akasara.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 4

Maonero Vatongi 4:16 akapoteredza