20 Iye akati kwaari, “Mira pamukova wetende. Kana mumwe munhu akauya pano akakubvunza achiti, ‘Pano munhu here pano?’ uti, ‘Kwete.’ ”
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 4
Maonero Vatongi 4:20 akapoteredza