Vatongi 4:6 BDMCS

6 Iye akatuma shoko kuna Bharaki mwanakomana waAbhinoaomi aibva kuKadheshi muNafutari uye akati kwaari, “Enda undotora zviuru gumi zvavarume veNafutari neveZebhuruni ugovatungamirira kuGomo reTabhori.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 4

Maonero Vatongi 4:6 akapoteredza