Vatongi 5:4 BDMCS

4 “Haiwa Jehovha, pamakabuda kubva muSeiri, pamakafamba muchibva munyika yeEdhomu, Nyika yakadengenyeka, matenga akadurura, makore akadurura mvura pasi.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 5

Maonero Vatongi 5:4 akapoteredza