Vatongi 6:11 BDMCS

11 Mutumwa waJehovha akauya akagara pasi pomuouki muOfira raJoashi muAbhiezeri, paipurwa gorosi naGidheoni mwanakomana wake muchisviniro chewaini, kuti aivanze kubva kuvaMidhiani.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 6

Maonero Vatongi 6:11 akapoteredza