14 Jehovha akatendeukira kwaari akati, “Enda nesimba raunaro uponese Israeri muruoko rwavaMidhiani. Handizini ndakutuma here?”
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 6
Maonero Vatongi 6:14 akapoteredza