Vatongi 6:19 BDMCS

19 Gidheoni akapinda, akandogadzira mbudzana, uye akaita chingwa chisina kuviriswa cheefaa youpfu hwakatsetseka. Akaisa nyama mudengu uye muto wayo akauisa muhari, akabuda nazvo akazvipa kwaari pasi pomuouki.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 6

Maonero Vatongi 6:19 akapoteredza