Vatongi 6:27 BDMCS

27 Saka Gidheoni akatora varanda vake gumi akaita sezvaakaudzwa naJehovha. Asi nokuda kwokuti akanga achitya vemhuri yake uye navanhu vomuguta, akaita izvi usiku pano kuzviita masikati.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 6

Maonero Vatongi 6:27 akapoteredza