Vatongi 6:34 BDMCS

34 Ipapo mweya waJehovha wakauya pamusoro paGidheoni, uye akaridza hwamanda, achidana vaAbhiezeri kuti vamutevere.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 6

Maonero Vatongi 6:34 akapoteredza