Vatongi 8:1 BDMCS

1 Zvino vaEfuremu vakabvunza Gidheoni vakati, “Makatibatireiko zvakadai? Makaregerei kutidana pamakaenda kundorwa navaMidhiani?” Uye vakamutsoropodza zvikuru.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 8

Maonero Vatongi 8:1 akapoteredza