Vatongi 8:10 BDMCS

10 Zvino Zebha naZarumuna vakanga vari muKarikori vaine hondo yavarume zviuru gumi nezvishanu, vose vakanga vasara pahondo yavanhu vokumabvazuva; varume vomunondo zviuru makumi maviri vakanga vafa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 8

Maonero Vatongi 8:10 akapoteredza