Vatongi 8:18 BDMCS

18 Ipapo akabvunza Zebha naZarumuna akati, “Varume vamakauraya paTabhori vakanga vakadiniko?” Vakapindura vakati, “Varume vakaita semi, mumwe nomumwe aitaridzika somwanakomana wamambo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 8

Maonero Vatongi 8:18 akapoteredza