Vatongi 8:20 BDMCS

20 Akatendeukira kuna Jeta mwanakomana wake mukuru, akati, “Vauraye!” Asi Jeta haana kuvhomora munondo wake, nokuti akanga achiri mukomana uye aitya.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 8

Maonero Vatongi 8:20 akapoteredza