22 VaIsraeri vakati kuna Gidheoni “Titonge iwe, mwanakomana wako nomuzukuru wako nokuti wakatiponesa kubva muruoko rwavaMidhiani.”
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 8
Maonero Vatongi 8:22 akapoteredza