Vatongi 8:24 BDMCS

24 Uye akati, “Ndine chikumbiro chimwe chete, chokuti mumwe nomumwe wenyu andipe mhete yomunzeve kubva pamugove wezvamakapamba.” (Yakanga iri tsika yavaIshumaeri yokushonga mhete dzegoridhe dzomunzeve.)

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 8

Maonero Vatongi 8:24 akapoteredza