32 Gidheoni mwanakomana waJoashi akafa akwegura zvikuru uye akavigwa muguva rababa vake Joashi muOfira ravaAbhiezeri.
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 8
Maonero Vatongi 8:32 akapoteredza