Vatongi 8:5 BDMCS

5 Akati kuvarume veSukoti, “Ipai henyu mauto angu chingwa; vaneta, uye ndichiri kutevera Zebha naZarumuna, madzimambo eMidhiani.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 8

Maonero Vatongi 8:5 akapoteredza