Vatongi 9:18 BDMCS

18 (asi nhasi mapandukira mhuri yababa vangu, mukaponda vanakomana vavo makumi manomwe padombo rimwe chete, uye mukaisa Abhimereki, mwanakomana womurandakadzi wavo kuti ave mambo pamusoro pavagere muShekemu nokuda kwokuti ihama yenyu),

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 9

Maonero Vatongi 9:18 akapoteredza