Vatongi 9:2 BDMCS

2 Bvunzai vose vanogara muShekemu kuti, “Zviri nani kwamuri ndezvipi: Kuti mutongwe navanakomana vose vaJerubhi-Bhaari vari makumi manomwe kana kungotongwa nomunhu mumwe chete? Murangarire kuti ini ndiri nyama neropa renyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 9

Maonero Vatongi 9:2 akapoteredza