Vatongi 9:36 BDMCS

36 Gaari akati achivaona, akati kuna Zebhuri, “Tarira, vanhu vari kuburuka kubva pamusoro pamakomo!” Zebhuri akapindura akati, “Uri kuona mimvuri yamakomo savanhu iwe.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 9

Maonero Vatongi 9:36 akapoteredza