45 Zuva rose iroro, Abhimereki akarwisa kwazvo guta kusvikira aritapa uye auraya vanhu varo. Ipapo akaparadza guta uye akakusha munyu pamusoro paro.
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 9
Maonero Vatongi 9:45 akapoteredza