Vatongi 9:48 BDMCS

48 Iye navanhu vake vose vakakwira muGomo reZarimoni. Akatora demo akagura matavi, akaasimudza akaaisa pamapfudzi ake. Akarayira varume vaiva naye akati, “Kurumidzai! Itai zvamandiona ndichiita!”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 9

Maonero Vatongi 9:48 akapoteredza