Vatongi 9:51 BDMCS

51 Kunyange zvakadaro, mukati meguta makanga mune shongwe yakasimba, munova ndimo makatizira varume vose navakadzi, navanhu vose veguta. Vakazvikiyira mukati vakakwira padenga reshongwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 9

Maonero Vatongi 9:51 akapoteredza