54 Pakarepo akadana mutakuri wenhumbi dzake dzokurwa akati, “Vhomora munondo wako undiuraye, kuti vasazoti, ‘Akaurayiwa nomukadzi.’ ” Saka muranda wake akamubaya akafa.
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 9
Maonero Vatongi 9:54 akapoteredza